Jah Prayzah - Mdhara Vachauya Song Lyrics




Album: Mdhara Vachauya (2017)
Song: Mdhara Vachauya

When we travel on business trips, when we are seperated from our partners by distance, sometimes trials and tribulations come. But we never want you, our dear partner, to worry. In this song, the man is reassuring his woman that he will be back - but in the meantime, she must keep smiling, keep shining and tell all that bother her that Mdhara Vachauya! And indeed when I come back, I will bring her all the solutions, and everything will be fine.


Wandinzwa ndichidaidzira dhiya
Ndikati dai wambotarisa nguva
Nekuti zvimwe pamwe mhepo ichauya
Asi ramba uchingopenya kunge zuva…
Vakanetsa unoti mdhara vachauya, aaah,
Mdhara wacho ishumba inoruma, aah,
Unyerere, uchingoshaina, aaah,
Unyerere, uchingoshaina, aah.
Kangoma kadii kakede-kede aiwa tamba-a
Chirega kuramba uchingonanaira kunge kamba
Kamoto kerudo kamberevere musazokadzima
Vanosara vachingoringa-ringa ndanovhima…
Kuti dzive ngano!
Haiwa isungano!
Ichi chirangano!
Chibvumirano!
Vanoziva kuti mdhara vachauya, aaah,
Mdhara wacho ishumba inoruma, aah,
Unyerere, uchingoshaina, aaah,
Unyerere, uchingoshaina, aah.
Ukandipa rudo ndogamuchira nemwoyo wangu
Ukaramba angova madzikirira kuhope dzangu
Maona here chisikana chakachangamuka? Iruva rangu!
Vakanetsa ramba uchingotsika-tsika dhiya wangu
Kuti dzive ngano!
Haiwa isungano!
Ichi chirangano!
Chibvumirano!
Vanoziva kuti………….